Johane 8:2 - Shona BIBLE2 Mangwanani akadzokerazve kutemberi, vanhu vose vakauya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Maŋgwanani akadzokera ɀe kutembere, ʋanhu ʋose ʋakaʋuya kwaari; akagara pasi akaʋadzidzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Mangwanani akadzokerazve kutemberi, vanhu vose vakauya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa. Viz kapitola |