Johane 7:9 - Shona BIBLE9 Akati areva izvozvo kwavari, akagara Gareriya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Wakati areʋa iɀoɀo kwaʋari, akagara Garirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akati areva izvozvo kwavari, akagara Gariria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akataura izvi ndokubva asara zvake kuGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akataura izvi ndokubva asara zvake kuGarirea. Viz kapitola |