Johane 7:52 - Shona BIBLE52 Vakapindura, vakati kwaari, “Ko newewo uri weGareriya here? Nzvera, uone kuti hakuna muporofita, anobva Gareriya.” [ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ʋakapindura, ʋakati kwaari: Ko newe ʋo uri weGarirea here? Nɀera, uʋone kuti hakunomuprofita, unobva Garirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Vakapindura, vakati kwaari, “Ko newewo uri weGariria here? Nzvera, uone kuti hakuna muporofita, anobva Gariria.” [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Ivo vakapindura vachiti, “Asi newewo unobva kuGarirea su? Tsvagaka uone zvako kuti hakuna muporofita anobva kuGarirea.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Ivo vakapindura vachiti, “Asi newewo unobva kuGarirea su? Tsvagaka uone zvako kuti hakuna muporofita anobva kuGarirea.” Viz kapitola |