Johane 7:40 - Shona BIBLE40 Zvino vamwe pakati pavanhu vazhinji vakati vachinzwa mashoko awa, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋamŋe pakati paʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋacinzwa mashoko awa, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu muprofita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vamwe pakati pavanhu vazhinji vakati vachinzwa mashoko awa, vakati, “Zvirokwazvo uyu muporofita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vamwe vanhu vaiva mugungano iroro, pavakanzwa mazwi aya vakati, “Uyu ndiye chaiye muporofita uya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vamwe vanhu vaiva mugungano iroro, pavakanzwa mazwi aya vakati, “Uyu ndiye chaiye muporofita uya.” Viz kapitola |