Johane 7:32 - Shona BIBLE32 Zvino VaFarisi vakanzwa vanhu vazhinji vachigun'un'una izvozvo pamusoro pake; vapristi vakuru navaFarisi vakatuma mapurisa kundomubata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino ʋaFarise ʋakanzwa ʋanhu ʋazhinji ʋaciŋuŋuna iɀoɀo pamsoro pake; ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakatuma ʋatariri kundomuɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvino vaFarisi vakanzwa vanhu vazhinji vachigun'un'una izvozvo pamusoro pake; vapristi vakuru navaFarisi vakatuma mapurisa kundomubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 VaFarisei vakanzwa zevezeve raiitwa navanhu nezvake. Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisei, vakatuma mapurisa apaTemberi kundomusunga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 VaFarisei vakanzwa zevezeve raiitwa navanhu nezvake. Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisei, vakatuma mapurisa apaTemberi kundomusunga. Viz kapitola |