Johane 7:31 - Shona BIBLE31 Asi vamwe vazhinji vakatenda kwaari, vakati, “Kana Kristu achizosvika, angaita zviratidzo zvizhinji kunezvizvi zvakaitwa nouyu here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi ʋamŋe ʋazhinji ʋakatenda kwaari, ʋakati: Kana Kristu acizoȿika, uŋgaita ɀiratidzo ɀizhinji kuneɀiɀi ɀakaitwa noyuyu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Asi vamwe vazhinji vakatenda kwaari, vakati, “Kana Kristu achizosvika, angaita zviratidzo zvizhinji kunezvizvi zvakaitwa nouyu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvakadaro zvazvo vanhu vazhinji vakatenda maari vachiti, “Ko iye Kristu kana azouya, achaita zviratidzo zvakawanda kupfuura zvakaitwa nomunhu uyu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Zvakadaro zvazvo vanhu vazhinji vakatenda maari vachiti, “Ko iye Kristu kana azouya, achaita zviratidzo zvakawanda kupfuura zvakaitwa nomunhu uyu here?” Viz kapitola |