Johane 7:28 - Shona BIBLE28 Zvino Jesu akadanidzira mutemberi, akadzidzisa, achiti, “Munondiziva, munoziva napandakabva; handina kuuya ini ndimene, asi akandituma ndiye wechokwadi, wamusingazivi imi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino Jesu akaɗanidzira mutembere, akadzidzisa, aciti: Munondiziʋa, munoziʋa napandakabva; handina‐kuʋuya ini ndimene, asi wakandituma ndiye waɀokwaɗi, wamusiŋgaziʋi imi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino Jesu akadanidzira mutemberi, akadzidzisa, achiti, “Munondiziva, munoziva napandakabva; handina kuuya ini ndimene, asi akandituma ndiye wechokwadi, wamusingazivi imi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Naizvozvo Jesu akadaidzira achidzidzisa muTemberi achiti, “Heya munotondiziva nokwandinobva kwose nhai? Asi ini handina kungouya zvomusoro wangu ndakatotumwa nouyo ari pachokwadi wamusingazivi imi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Naizvozvo Jesu akadaidzira achidzidzisa muTemberi achiti, “Heya munotondiziva nokwandinobva kwose nhai? Asi ini handina kungouya zvomusoro wangu ndakatotumwa nouyo ari pachokwadi wamusingazivi imi. Viz kapitola |