Johane 7:25 - Shona BIBLE25 Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋamŋe ʋeJerusarema ʋakati: Ko haazi iye waʋaitȿaka kuʋuraya here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena; Viz kapitola |