Johane 7:21 - Shona BIBLE21 Jesu akapindura, akati kwavari, “Ndakaita basa rimwe, mukashamiswa mose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Jesu akapindura, akati kwaʋari: Ndakaita ɓasa rimŋe, mukashamiswa mose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Jesu akapindura, akati kwavari, “Ndakaita basa rimwe, mukashamiswa mose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jesu akavapindurawo achiti, “Ndakangoita chiitiko chimwechete mose mukabva mashamiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Jesu akavapindurawo achiti, “Ndakangoita chiitiko chimwechete mose mukabva mashamiswa. Viz kapitola |