Johane 7:13 - Shona BIBLE13 Kunyangwe zvakadaro kwakanga kusina munhu aitaura pachena pamusoro pake, nokuti vakatya vaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kunyaŋge ɀakaɗaro kwakaŋga kusinomunhu waitaura pacena pamsoro pake, nokuti ʋakatya ʋaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kunyange zvakadaro kwakanga kusina munhu aitaura pachena pamusoro pake, nokuti vakatya vaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi pamusana pokutya vaJudha hapana aitaura pachena nezvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi pamusana pokutya vaJudha hapana aitaura pachena nezvake. Viz kapitola |