Johane 7:1 - Shona BIBLE1 Shure kwaizvozvo Jesu akafamba muGareriya; nokuti akanga asingadi kufamba muJudhiya, nokuti vaJudha vakanga vachida kumuuraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo Jesu wakafamba muGarirea; nokuti wakaŋga asiŋgaɗi kufamba muJudea, nokuti ʋaJuda ʋakaŋga ʋaciɗa kumuʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo Jesu akafamba muGariria; nokuti akanga asingadi kufamba muJudhea, nokuti vaJudha vakanga vachida kumuuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi, Jesu aingotenderera ari muGarirea asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaida kumuuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure maizvozvi, Jesu aingotenderera ari muGarirea asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaida kumuuraya. Viz kapitola |