Online Bible

- Reklamy -




Johane 6:7 - Shona BIBLE

7 Firipi akamupindura, achiti, “Zvingwa zvamadhinari ana mazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore zvishoma.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Firipo akamupindura, aciti: Ɀiŋgwa ɀamadenari anamazana maʋiri haɀiŋgaʋariŋgani, kuti mumŋe nomumŋe atore ɀishoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Firipi akamupindura, achiti, “Zvingwa zvamadhenari ana mazana maviri hazvingavaringani, kuti mumwe nomumwe atore zvishoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Firipi akamupindura achiti, “Mazana maviri emari yemadhenari haigoni kutenga chingwa chinokwana kuti mumwe nomumwe awane kachidimbu.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 6:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy