Johane 6:67 - Shona BIBLE67 Jesu akati kuna vane gumi navaviri, “Nemi munoda kubvawo here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)67 Jesu akati kunaʋanegumi naʋaʋiri: Nemi munoɗa kubva ʋo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200267 Jesu akati kuna vane gumi navaviri, “Nemi munoda kubvawo here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika67 Jesu akati kune vanegumi navaviri vaya, “Kana imi mava kudawo kuenda here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona67 Jesu akati kune vanegumi navaviri vaya, “Kana imi mava kudawo kuenda here?” Viz kapitola |