Johane 6:6 - Shona BIBLE6 Akareva izvozvo kuti amuedze, nokuti iye akaziva amene zvaakanga achida kuita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Wakareʋa iɀoɀo kuti amuidze, nokuti iye wakaziʋa amene ɀaakaŋga aciɗa kuita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akareva izvozvo kuti amuedze, nokuti iye akaziva amene zvaakanga achida kuita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. Viz kapitola |