Johane 6:57 - Shona BIBLE57 Baba vapenyu, sezvavakandituma, neni ndichirarama naBaba; saizvozvo anondidya, achararama neni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ƃaɓa ʋapenyu, seɀaʋakandituma, neni ndicirarama naƂaɓa; saiɀoɀo unondidya, ucararama neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 Baba vapenyu, sezvavakandituma, neni ndichirarama nababa; saizvozvo anondidya, achararama neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni. Viz kapitola |