Johane 6:46 - Shona BIBLE46 Handirevi kuti kune munhu akaona Baba; asi uyo anobva kuna Mwari, ndiye akaona Baba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Handireʋi kuti kunomunhu wakaʋona Ƃaɓa; asi uyo unobva kunaMŋari, ndiye wakaʋona Ƃaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Handirevi kuti kune munhu akaona baba; asi uyo anobva kuna Mwari, ndiye akaona baba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Hazvirevi kuti pana akamboona Baba kusiya iye akabva kuna Mwari ndiye akaona Baba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Hazvirevi kuti pana akamboona Baba kusiya iye akabva kuna Mwari ndiye akaona Baba. Viz kapitola |