Johane 6:45 - Shona BIBLE45 Muvaporofita makanyorwa, muchinzi, ‘Vachadzidziswa vose naMwari.’ Mumwe nomumwe akazvinzwa kuna Baba, akadzidza, anouya kwandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Muʋaprofita makanyorwa, mucinzi: Ʋacadzidziswa ʋose naMŋari. Mumŋe nomumŋe wakaɀinzwa kunaƂaɓa, akadzidza, unoʋuya kwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Muvaporofita makanyorwa, muchinzi, ‘Vachadzidziswa vose naMwari.’ Mumwe nomumwe akazvinzwa kuna baba, akadzidza, anouya kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Zvakanyorwa muvaporofita kuti, ‘Vose vachadzidziswa naMwari. Munhu wose anoteerera Baba nokudzidza kwavari anouya kwandiri.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Zvakanyorwa muvaporofita kuti, ‘Vose vachadzidziswa naMwari. Munhu wose anoteerera Baba nokudzidza kwavari anouya kwandiri.’ Viz kapitola |