Johane 6:33 - Shona BIBLE33 Nokuti chingwa chaMwari ndicho chinoburuka kudenga, chinopa pasi upenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Nokuti ciŋgwa caMŋari ndico cinoɓuruka kuɗeŋga, cinopa nyika ʋupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Nokuti chingwa chaMwari ndicho chinoburuka kudenga, chinopa pasi upenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Nokuti chingwa chaMwari ndechiya chinobva kudenga uye chinopa upenyu kunyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Nokuti chingwa chaMwari ndechiya chinobva kudenga uye chinopa upenyu kunyika.” Viz kapitola |