Johane 6:28 - Shona BIBLE28 Zvino vakati kwaari, “Tichaiteiko, kuti tibate mabasa aMwari?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ʋakati kwaari: Ticaiteiko, kuti tiɓate maɓasa aMŋari? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino vakati kwaari, “Tichaiteiko, kuti tibate mabasa aMwari?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?” Viz kapitola |