Johane 6:25 - Shona BIBLE25 Zvino vakati vamuwana mhiri kwegungwa, vakati kwaari, “Rabhi, mauya pano rinhiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋakati ʋamuwana mhiri kweguŋgwa, ʋakati kwaari: Rabi, maʋuya pano riniko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vakati vamuwana mhiri kwegungwa, vakati kwaari, “Rabhi, mauya pano riniko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Pavakamuwana kumhiri kuya kweGungwa, vakati kwaari, “Rabhi makauya kuno riniko?” Viz kapitola |