Johane 6:23 - Shona BIBLE23 (Asi mamwe magwa maduku akanga abva Tibheriasi, akasvika pedyo pavakadyira zvingwa, Ishe ambovonga). Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 (Asi mamŋe magwa maɗuku akaŋga abva Tiberiasi, akaȿika pedyo paʋakadyira ɀiŋgwa, Ishe amboʋoŋga). Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 (Asi mamwe magwa maduku akanga abva Tibheriasi, akasvika pedyo pavakadyira zvingwa, Ishe ambovonga). Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi pane magwa akabva kuTibheriasi akasvikawo pedyo nenzvimbo yavakadya chingwa chiya mushure mokunge Tenzi ambotenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi pane magwa akabva kuTibheriasi akasvikawo pedyo nenzvimbo yavakadya chingwa chiya mushure mokunge Tenzi ambotenda. Viz kapitola |