Online Bible

- Reklamy -




Johane 5:37 - Shona BIBLE

37 Naivo Baba, vakandituma, ndivo vakandipupurirawo. Hamuna kutongonzwa izwi ravo, kana kuona mufananidzo wavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Naiʋo Ƃaɓa, ʋakandituma, ndiʋo ʋakandipupurira ʋo. Hamuna‐kutoŋgonzwa inzwi raʋo, kana kuʋona mufananidzo waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Naivo baba, vakandituma, ndivo vakandipupurirawo. Hamuna kutongonzwa izwi ravo, kana kuona mufananidzo wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona.

Viz kapitola kopírovat




Johane 5:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy