Johane 5:28 - Shona BIBLE28 “Musashamiswa naizvozvo; nokuti nguva inouya, nayo vose vari mumahwiro vachanzwa izwi rake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Musashamiswa naiɀoɀo; nokuti ŋguʋa inoʋuya, nayo ʋose ʋari mumabgiro ʋacanzwa inzwi rake, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Musashamiswa naizvozvo; nokuti nguva inouya, nayo vose vari mumabwiro vachanzwa izwi rake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo. Viz kapitola |