Online Bible

- Reklamy -




Johane 4:47 - Shona BIBLE

47 Iye akati achinzwa kuti Jesu abva Judhiya, asvika Gareriya, akaenda kwaari, akamunyengetera kuti aburuke kundoporesa mwanakomana wake; nokuti akanga achitandadza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Iye wakati acinzwa kuti Jesu wabva Judea, waȿika Garirea, akaenda kwaari, akamunyeŋgetera kuti aɓuruke kundoporesa mŋanakomana wake; nokuti wakaŋga wotandadza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Iye akati achinzwa kuti Jesu abva Judhea, asvika Gariria, akaenda kwaari, akamunyengetera kuti aburuke kundoporesa mwanakomana wake; nokuti akanga achitandadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Murume uyu paakanzwa kuti Jesu akanga auya kuGarirea achibva kuJudhea akaenda akandomukumbira kuti auye azoporesa mwanakomana wake nokuti akanga avapedyo nokufa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Murume uyu paakanzwa kuti Jesu akanga auya kuGarirea achibva kuJudhea akaenda akandomukumbira kuti auye azoporesa mwanakomana wake nokuti akanga avapedyo nokufa.

Viz kapitola kopírovat




Johane 4:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy