Johane 3:6 - Shona BIBLE6 Chakaberekwa nenyama inyama, chakaberekwa noMweya, mweya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Cakaɓerekwa nenyama inyama, cakaɓerekwa noMŋeya, mŋeya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Chakaberekwa nenyama inyama, chakaberekwa noMweya, mweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Chinenge chazvarwa nenyama inyama chinenge chazvarwa naMweya mweya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Chinenge chazvarwa nenyama inyama chinenge chazvarwa naMweya mweya Viz kapitola |