Johane 3:26 - Shona BIBLE26 Vakauya kuna Johani, vakati kwaari, “Rabhi, uya aiva nemi mhiri kwaJodhani, wamaimbopupurira, tarirai, iye anobhabhatidza, uye vose vanouya kwaari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋakaʋuya kunaJohane, ʋakati kwaari: Rabi, uya waiʋa nemi mhiri kwaJoridani, wamaimbopupurira, tarirai, iye unobapatidza, ʋuye ʋose ʋanoʋuya kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Vakauya kuna Johani, vakati kwaari, “Rabhi, uya aiva nemi mhiri kwaJorodhani, wamaimbopupurira, tarirai, iye anobhabhatidza, uye vose vanouya kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vakauya kuna Johani vakati, “Rabhi munhu uya wamaiva naye kumhiri kwaJorodhani wamakapupurira uya hoyo wavakuombeka, vanhu vose vavakuenda kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vakauya kuna Johani vakati, “Rabhi munhu uya wamaiva naye kumhiri kwaJorodhani wamakapupurira uya hoyo wavakuombeka, vanhu vose vavakuenda kwaari.” Viz kapitola |