Johane 21:19 - Shona BIBLE19 Akareva izvozvo, achifananidza kufa kwaaizokudza Mwari nako. Zvino akati areva izvozvo, akati kwaari, “Nditevere.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Wakareʋa iɀoɀo, acifananidza kufa kwaaizokudza Mŋari nako. Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akati kwaari: Nditeʋere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Akareva izvozvo, achifananidza kufa kwaaizokudza Mwari nako. Zvino akati areva izvozvo, akati kwaari, “Nditevere.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 (Izvi akazvitaura kuratidza rufu rwaaizorumbidza narwo Mwari). Mushure mezvo akati kwaari, “Nditevere.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 (Izvi akazvitaura kuratidza rufu rwaaizorumbidza narwo Mwari). Mushure mezvo akati kwaari, “Nditevere.” Viz kapitola |