Johane 20:18 - Shona BIBLE18 Maria Magadharina akaenda, akaudza vadzidzi, achiti, “Ndaona Ishe,” uye kuti akanga audzwa zvinhu izvi naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Maria Magdarene akaenda, akaʋudza ʋadzidzi, aciti: Ndaʋona Ishe, ʋuye kuti wakaŋga aʋudzwa ɀinhu iɀi naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Maria Magadharina akaenda, akaudza vadzidzi, achiti, “Ndaona Ishe,” uye kuti akanga audzwa zvinhu izvi naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Maria Magadharena akaenda kuvadzidzi akavaparidza kuti, “Ndaona Tenzi uye ataura izvi kwandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Maria Magadharena akaenda kuvadzidzi akavaparidza kuti, “Ndaona Tenzi uye ataura izvi kwandiri.” Viz kapitola |