Johane 20:11 - Shona BIBLE11 Asi Maria akaramba amire kunze kwehwiro, achichema; zvino achichema, akakotama, akadongorera muhwiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi Maria wakaramba amire kunze kwobgiro, acicema; ɀino acacema, akakotama, akaɗoŋgorera mubgiro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Asi Maria akaramba amire kunze kwebwiro, achichema; zvino achichema, akakotama, akadongorera mubwiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi Maria akamira kunze pedyo neguva achichema. Paaichema kudaro akakotama achitarisa muguva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi Maria akamira kunze pedyo neguva achichema. Paaichema kudaro akakotama achitarisa muguva. Viz kapitola |