Johane 2:18 - Shona BIBLE18 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Uŋgatiratidza ciratidzo ceiko, ɀaunoita ɀinhu iɀoɀo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Viz kapitola |