Johane 2:13 - Shona BIBLE13 Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo; zvino Jesu akakwira Jerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Paseka yaʋaJuda yakaŋga yaʋa pedyo; ɀino Jesu akakwira Jerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo; zvino Jesu akakwira Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Viz kapitola |