Johane 2:10 - Shona BIBLE10 akati kwaari, “Munhu mumwe nomumwe anositanga abudisa waini yakanaka, neisinganaki kana vanwa kwazvo; asi iwe wachengeta waini yakanaka kusvikira zvino.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 akati kwaari: Munhu mumŋe nomumŋe unositaŋga aɓuɗisa waini yakanaka, neisiŋganaki kana ʋanwa kwaɀo; asi iwe waceŋgeta waini yakanaka kuȿikira ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 akati kwaari, “Munhu mumwe nomumwe anositanga abudisa waini yakanaka, neisinganaki kana vanwa kwazvo; asi iwe wachengeta waini yakanaka kusvikira zvino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 akati kwaari, “Vanhu vose vanotanga vapa vanhu waini yakanaka. Kana vachinge vanyatsonwa zvavo ndokwakuzovapa isina kunaka asi iwe wachengeta waini yakanaka kusvikira iye zvino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 akati kwaari, “Vanhu vose vanotanga vapa vanhu waini yakanaka. Kana vachinge vanyatsonwa zvavo ndokwakuzovapa isina kunaka asi iwe wachengeta waini yakanaka kusvikira iye zvino.” Viz kapitola |