Johane 19:8 - Shona BIBLE8 Zvino Pirato akati anzwa shoko iri, akanyanya kutya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Pirato wakati anzwa shoko iri, akanyanya kutya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Pirato akati anzwa shoko iri, akanyanya kutya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pirato paakanzwa mazwi aya akabva anyanya kutya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pirato paakanzwa mazwi aya akabva anyanya kutya. Viz kapitola |