Johane 19:5 - Shona BIBLE5 Jesu akabuda, akadzikwa ndaza yeminzwa, ane nguo tsvuku. Pirato akati kwavari, “Tarirai munhu!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jesu akaɓuɗa, akadzika korona yeminzwa, aneŋguʋo tȿuku. Pirato akati kwaʋari: Tarirai munhu! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Jesu akabuda, akadzikwa ndaza yeminzwa, ane nguo tsvuku. Pirato akati kwavari, “Tarirai munhu!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saizvozvo Jesu akabuda akapfeka chiremba cheminzwa negemenzi roruvara rwohute. Pirato ndokuti kwavari, “Chitarisai muone munhu uya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Saizvozvo Jesu akabuda akapfeka chiremba cheminzwa negemenzi roruvara rwohute. Pirato ndokuti kwavari, “Chitarisai muone munhu uya.” Viz kapitola |