Johane 19:41 - Shona BIBLE41 Panzvimbo iyo, paakaroverwa pamuchinjikwa, pakanga pano munda; mumunda imomo maiva nohwiro hutsva, makanga musina kumboiswa munhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Panɀimbo iyo, paakaroʋerwa pamucinjikwa, pakaŋga panomunda; mumunda imomo maiʋa nobgiro bgutȿa, makaŋga musinakumboiswa munhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Panzvimbo iyo, paakaroverwa pamuchinjikwa, pakanga pano munda; mumunda imomo maiva nobwiro hutsva, makanga musina kumboiswa munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. Viz kapitola |