Johane 19:28 - Shona BIBLE28 Shure kwaizvozvo, Jesu akati achiziva kuti zvose zvapera, kuti Rugwaro ruitike, akati, “Ndine nyota.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Shure kwaiɀoɀo, Jesu wakati aciziʋa kuti ɀose ɀapera, kuti Rugwaro ruitike, akati: Ndinenyota. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Shure kwaizvozvo, Jesu akati achiziva kuti zvose zvapera, kuti Rugwaro ruitike, akati, “Ndine nyota.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.” Viz kapitola |