Johane 18:32 - Shona BIBLE32 kuti shoko raJesu raakareva riitike, achidudzira kufa kwaaifanira kufa nako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 kuti shoko raJesu raakareʋa riitike, aciɗudzira kufa kwaaifanira kufa nako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 kuti shoko raJesu raakareva riitike, achidudzira kufa kwaaifanira kufa nako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Izvi zvaiva zvokuzadzisa zvakanga zvambotaurwa naJesu zvokuti aizofa norufu rwakaita sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Izvi zvaiva zvokuzadzisa zvakanga zvambotaurwa naJesu zvokuti aizofa norufu rwakaita sei? Viz kapitola |