Johane 18:30 - Shona BIBLE30 Vakapindura, vakati kwaari, “Dai munhu uyu asaiva mutadzi, tingadai tisina kumuisa kwamuri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ʋakapindura, ʋakati kwaari: Ƌai munhu uyu asaiʋa mutadzi, tiŋgaɗai tisina‐kumuisa kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Vakapindura, vakati kwaari, “Dai munhu uyu asaiva mutadzi, tingadai tisina kumuisa kwamuri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vakamupindura vachiti, “Dai munhu uyu anga asina mhosva, tingadai tisina kumuturira kwamuri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Vakamupindura vachiti, “Dai munhu uyu anga asina mhosva, tingadai tisina kumuturira kwamuri.” Viz kapitola |