Johane 18:26 - Shona BIBLE26 Mumwe muranda woMupristi Mukuru, hama yowakanga agurwa nzeve naPetirosi, akati, “Ini handina kukuona unaye mumunda here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mumŋe muranda womuprista mukuru, hama yowakaŋga agurwa nzeʋe naPetro, akati: Ini handina‐kukuʋona unaye mumunda here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Mumwe muranda womupristi mukuru, hama yowakanga agurwa nzeve naPetirosi, akati, “Ini handina kukuona unaye mumunda here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mumwe wavaranda vomupristi mukuru, hama yomurume uya akachekwa nzeve naPita akamubvunzawo achiti, “Handina kukuona here iwe uinaye kubindu kuya?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mumwe wavaranda vomupristi mukuru, hama yomurume uya akachekwa nzeve naPita akamubvunzawo achiti, “Handina kukuona here iwe uinaye kubindu kuya?” Viz kapitola |