Johane 18:17 - Shona BIBLE17 Zvino musikana, wairinda musuwo, akati kuna Petirosi, “Newewo uri mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Akati, “Handisati.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino musikana, wairinda mukoʋa, akati kunaPetro: Newe ʋo uri mumŋe waʋadzidzi ʋomunhu uyu here? Akati: Handizati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino musikana, wairinda musuo, akati kuna Petirosi, “Newewo uri mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Akati, “Handisati.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Musikana uya webasa aichengetedza pasuo guru akati kuna Pita, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Pita akati, “Handisiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Musikana uya webasa aichengetedza pasuo guru akati kuna Pita, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Pita akati, “Handisiri.” Viz kapitola |