Johane 18:13 - Shona BIBLE13 vakatanga kumuisa kuna Anasi; nokuti akanga ari tezvara waKaifasi, aiva mupristi mukuru gore iro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋakataŋga kumuisa kunaAnasi; nokuti wakaŋga ari mukarabga waKayafasi, waiʋa muprista mukuru gore iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 vakatanga kumuisa kuna Anasi; nokuti akanga ari tezvara waKaifasi, aiva mupristi mukuru gore iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakatanga vaenda naye kuna Anasi nokuti aiva tezvara waKaifasi akanga ari Mupristi mukuru gore iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakatanga vaenda naye kuna Anasi nokuti aiva tezvara waKaifasi akanga ari Mupristi mukuru gore iroro. Viz kapitola |