Johane 17:26 - Shona BIBLE26 Ndakavazivisa zita renyu, uye ndicharizivisa, kuti rudo, rwamakandida narwo, ruve mavari, neni ndive mavari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ndakaʋaziʋisa zita renyu, ʋuye ndicariziʋisa, kuti ruɗo, rwamakandiɗa narwo, ruʋe maʋari, neni ndiʋe maʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ndakavazivisa zita renyu, uye ndicharizivisa, kuti rudo, rwamakandida narwo, ruve mavari, neni ndive mavari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndakaita kuti vazive zita renyu uye ndichaita kuti rizivikanwe kuti rudo rwamakandida narwo ruvewo mavari uyewo kuti iniwo ndive mavari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndakaita kuti vazive zita renyu uye ndichaita kuti rizivikanwe kuti rudo rwamakandida narwo ruvewo mavari uyewo kuti iniwo ndive mavari.” Viz kapitola |