Johane 17:15 - Shona BIBLE15 Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete pane wakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Handinyeŋgeteri kuti muʋabvise panyika, asi kuti muʋaceŋgete panowakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete panowakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya. Viz kapitola |