Johane 17:11 - Shona BIBLE11 Ini handichiri munyika, asi ivo vari munyika; ini ndinouya kwamuri. Baba vatsvene, muvachengete muzita renyu, ramakandipa, kuti vave vamwe, sesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ini handiciri munyika, asi iʋo ʋari munyika; ini ndinoʋuya kwamuri. Ƃaɓa ʋatȿene, muʋaceŋgete muzita renyu, ramakandipa, kuti ʋaʋe ʋamŋe, sesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ini handichiri munyika, asi ivo vari munyika; ini ndinouya kwamuri. Baba vatsvene, muvachengete muzita renyu, ramakandipa, kuti vave vamwe, sesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino handichisiri pasi pano asi ivo vari pasi pano ini ndavakuuya kwamuri. Baba vatsvene, vanhu vamakandipa vachengetei muzita renyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino handichisiri pasi pano asi ivo vari pasi pano ini ndavakuuya kwamuri. Baba vatsvene, vanhu vamakandipa vachengetei muzita renyu. Viz kapitola |