Johane 16:30 - Shona BIBLE30 Zvino toziva, kuti munoziva zvose, hamutsvaki kuti munhu akubvunzei; tinotenda izvozvi kuti makabva kuna Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino toziʋa, kuti munoziʋa ɀose, hamutȿaki kuti munhu akubvunzei; tinotenda naiɀoɀi kuti makabva kunaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino toziva, kuti munoziva zvose, hamutsvaki kuti munhu akubvunzei; tinotenda izvozvi kuti makabva kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Zvino tava kuziva kuti munoziva zvose uye kuti hamumiriri kuti munhu atange akubvunzai; nezvo tava kutenda kuti makabva kuna Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Zvino tava kuziva kuti munoziva zvose uye kuti hamumiriri kuti munhu atange akubvunzai; nezvo tava kutenda kuti makabva kuna Mwari.” Viz kapitola |