Johane 16:25 - Shona BIBLE25 “Izvi ndakataura kwamuri nemifananidzo, nguva inouya yandisingazotauri kwamuri nemifananidzo; asi ndichakuparidzira pachena zvaBaba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Iɀi ndakataura kwamuri nemifananidzo, ŋguʋa inoʋuya yandisiŋgazotauri kwamuri nemifananidzo; asi ndicakuparidzirai pacena ɀaƂaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Izvi ndakataura kwamuri nemifananidzo, nguva inouya yandisingazotauri kwamuri nemifananidzo; asi ndichakuparidzira pachena zvababa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Ndanga ndichitaura izvi kwamuri namadimikira nguva iri kuuya yandinenge ndisingazotauri kwamuri namadimikira yandinenge ndokutaurirai zviri pachena nezvaBaba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Ndanga ndichitaura izvi kwamuri namadimikira nguva iri kuuya yandinenge ndisingazotauri kwamuri namadimikira yandinenge ndokutaurirai zviri pachena nezvaBaba. Viz kapitola |