Johane 16:24 - Shona BIBLE24 Kusvikira zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu; kumbirai, muchapiwa, mufaro wenyu uzadzike. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kuȿikira ɀino hamuna‐kukumbira cinhu muzita raŋgu; kumbirai, mucapiwa, mufaro wenyu uzadzike. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Kusvikira zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu; kumbirai, muchapiwa, mufaro wenyu uzadzike. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare. Viz kapitola |