Johane 15:22 - Shona BIBLE22 Dai ndisina kuuya, ndikataura navo, vangadai vasina zvivi; asi zvino havana pembedzo yezvivi zvavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ƌai ndisina‐kuʋuya, ndikataura naʋo, ʋaŋgaɗai ʋasineɀiʋi; asi ɀino haʋanepembedzo yeɀiʋi ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Dai ndisina kuuya, ndikataura navo, vangadai vasina zvivi; asi zvino havana pembedzo yezvivi zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Dai ndisina kuuya ndikataura kwavari, vangadai vasina chitadzo; asi mhosva yechitadzo ichocho hapana pavachainzvenge napo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Dai ndisina kuuya ndikataura kwavari, vangadai vasina chitadzo; asi mhosva yechitadzo ichocho hapana pavachainzvenge napo. Viz kapitola |