Johane 15:21 - Shona BIBLE21 Asi izvi zvose vachakuitirai nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi akandituma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi iɀi ɀose ʋacakuitirai nokuɗa kwezita raŋgu, nokuti haʋaziʋi wakandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi izvi zvose vachakuitirai nokuda kwezita rangu, nokuti havazivi akandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvose izvozvi vachazviita kwamuri pamusana pangu nokuti akandituma havamuzivi. Viz kapitola |