Johane 15:12 - Shona BIBLE12 Uyu ndiwo murairo wangu, kuti mudane, seni ndakakudai imi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Uyu ndiwo murairo waŋgu, kuti muɗane, seni ndakakuɗai imi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Uyu ndiwo murayiro wangu, kuti mudane, seni ndakakudai imi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Uyu ndiwo mutemo wangu wokuti: Idanai sokukudai kwandakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Uyu ndiwo mutemo wangu wokuti: Idanai sokukudai kwandakaita. Viz kapitola |